Imi dzidzai chinhu one vanhu ve CCC musangodya pese pese ZANU ndiro basa rekuponda vanhuZanu inozviti ndeye ropa ,amai vakatamba e wrong friends but dai mwari vawabatsira .
i remember vari ku farm vachipa hove food vasikuziva kuti ivo ndovarikupiwa food inopedza maspotS he is one of those vakaisirwa poison paya look at joyce mujuru it's very sad,get well soon mamiCancer yanga yagara iripo zvayo pana madam Kuphe .
But gore riye rekuenda kumadam efish naMunangagwa akatopihwa more poison kafira mberi. E D ndiye Satan mupenyu arikurarama paZimbabweyes we have political Differents but kana munhu achienda Go though something
Hatifane kusekana or kunyora bad comment let share love to each other Havana kusarudza kurwara but chakango uya So ma citizens ngati mirei kunyora zvisina basa. Mwari vakusimbisei mau Khupe vakuporesei.