Wednesday, October 14

The END OF GINIMBI ERA Muporofita Otaura Nelia Kadungure

THE END OF GINIMBI ERA

 

Sorry to Say vazukuru, ndinoti kwamuri mose mhuri yeZimbabwe muise munamato wenyu pana Neria Kadungure hanzvadzi yemukomana wekuita mukurumbira Ginimbi. Ndine chiratidzo chandaratidzwa negirazi rangu rechivanhu uye ndaona chiratidzo ichi chasuwisa vazhinji kumativi ese enyika. Saka ndinokumbirisa kuti baba vaGinimbi kuti vaedze nepese pavanogona kufamba chero muchivanhu. Uye handisi kuti huyai

 

 

 

 

kudare rangu ndirikuti chero kwamuri ikoko fambirai nyaya idzi zvirikuratidza kuti muri very slow hapasisina nguva magoni anovharwa nekuda kwechinono, inga Bere rakadya richifamba magoni zvohovharwa. Chero kuchiporofita fambirai nyaya idzi please ndapota. Isu hatingatadze kutaura zvinenge zvabuda pagirazi nokuti girazi basa raro kuongorora zvakavanzika zvinoitika matinogara mumagariro. Uye chiratidzo chinenge charatidza pagirazi Chisina

 

 

 

 

kujeka tinototaura vazukuru hatinyarare nokuti kutaurwa kwechinhu ndopanobva kundiso. Hongu munhu anouraiwa namwari but kwete vese vakafa vakaurayiwa namwari vazhinji vakauraiwa zvisina mvumo yamwari nevadzimu. Nokuti munhu ukauraiwa zvisina mvumo yamwari varoyi vanotora mweya wako wotanga kushandiswa kuitwa chikwambo pasirino. Iwe kana usingafarire n'anga unongosiya vanofarira voisa macomments. Saka ndinokumbirisa munatamire Neria

 

 

 

Kadungure nepese pavanogona hazvisi kutaridza chiedza pagirazi rangu rechivanhu. Uye ndinokumbirisa kuti mufambise post yangu shoko risvike munzeve dzake nokuti ndaratidzwa pagirazi rangu rechivanhu kuti pachaita candle ichapisa imba Neria Kadungure wobva atsvira mumba yaGinimbi. Vazukuru ndaona imba yaGinimbi main house yatsva kusara matsito. Uye ndinokumbirisa kuti Neria asaise ma Candle mumba make manorara nokuti ndaona Afa ne candle. Chiratidzo ichi

 

 

 

vazukuru kune vanotenda ndizvo zvaratidzwa vazukuru kuti Neria Kadungure achatsvira mumba yaGinimbi magoni obva avharwa. Saka kune vese vanoda kuvhenekwa pagirazi rangu rechivanhu I promise kuti zvese zvaunoda kuziva panyika rinokuratidza zvese chero uri kwauri ndinenzira yechivanhu yandinoita kuti uwone zvese zvakavanzika zvirikuitika pahupenyu wako. Urikukwauri ikoko unonotenga mirror nyowani ndokonecta nerangu rechivanhu toita mhiko dzacho pakati pehusiku wakashama woona zvese pa mirror wapedza wonoripwanyira

 

 

 

 

pamharadzano. Saka vese vanoda kuvhenekwa makasununguka kufona chero kuwhtsaap panumber dzangu dzinoti idzo +27760830763. Zita rangu ndinonzi Sekuru Nyasalandi vazukuru ndatenda ndinovheneka chero uripano chero urikwauri👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻

  • Share:

Info News

Brain Injury Lawyer: Legal Claims After A Traumatic Brain Injury

A traumatic brain injury can affect memory, mood, speech, sleep, concentration, balance, and daily life. A brain injury lawyer helps victims seek compensation after accidents causing head trauma.

rnrn

Brain injuries may happen in car crashes, falls, workplace accidents, sports injuries, assaults, or truck accidents.

rnrn

Symptoms may not appear immediately. Headaches, dizziness, confusion, nausea, light sensitivity, and mood changes should be taken seriously.

rnrn

These cases require strong medical evidence. Doctors, neurologists, therapists, and life-care experts may help explain the injury’s impact.

rnrn

Compensation may include medical care, lost income, future treatment, therapy, pain and suffering, and reduced earning ability.

rnrn

Insurance companies may downplay brain injuries because they are not always visible. A lawyer can help document symptoms and long-term effects.

rnrn

If an accident caused a traumatic brain injury, legal advice can help protect the victim’s future.

rn

Best Mortgage Refinance Companies for Homeowners With Equity

rn
rn

Mortgage refinancing activity is rising again in 2026.

rnrn

Homeowners with strong equity positions are searching for ways to lower payments, reduce interest costs, or access cash for major expenses.

rnrn

But refinancing is not always automatically smart.

rnrn

The details matter.

rnrn

Why Homeowners Refinance

rnrn

People refinance for several reasons.

rnrn

These include:

rnrn
    rn
  • Lower interest rates
  • rn
  • Debt consolidation
  • rn
  • Home renovations
  • rn
  • Cash-out refinancing
  • rn
  • Shorter loan terms
  • rn
rnrn

The right refinance strategy depends heavily on financial goals.

rnrn

What Lenders Evaluate

rnrn

Mortgage refinance companies usually review:

rnrn
    rn
  • Credit scores
  • rn
  • Home equity
  • rn
  • Debt-to-income ratios
  • rn
  • Employment history
  • rn
  • Property value
  • rn
rnrn

Borrowers with strong equity often qualify for better rates.

rnrn

Risks of Refinancing

rnrn

Refinancing can create problems if borrowers ignore:

rnrn
    rn
  • Closing costs
  • rn
  • Extended loan terms
  • rn
  • Adjustable-rate risks
  • rn
  • Reduced home equity
  • rn
rnrn

Lower monthly payments do not always mean lower long-term costs.

rnrn

Final Takeaway

rnrn

The best mortgage refinance companies help borrowers balance interest savings, long-term financial goals, and loan flexibility.

rnrn

A refinance should improve financial stability instead of creating new debt pressure.

rnrn

FAQ

rnrn

What credit score is needed to refinance?

rnrn

Requirements vary, though stronger credit usually improves rates.

rnrn

Is refinancing worth it in 2026?

rnrn

It depends on interest rates, equity levels, and long-term financial goals.

rn
rn
rnrn

 

rn