Sunday, October 06

Tete Vopopota Tukai Zvenyu Ai Kikky Nyangwe Ukasunga Zambia Nyasi Yako Iyo Tinoiziva Isina Matinjii Even Ana Baba Vanoiziva Nenyika Yese Better Kuchidzikama Hako

Kiki ngange ukasunga zambia rakareba sei, chiweti chako munhu wese unochiziva. Munhu wese unoziva kuti Better arikudya risina matintin ritemaIm not even trying to teach my teenagers to have those tin tin they are irrelevant in love affairs hobho vanawo zvakavashaira basa

 

 

 

 

 

 

Chichakakosha pamaTinji enyu amurikuahambadza apauchingosiiwa nevarume nawo maTinTin iyawo Tseke siyayi mwana afemeTukai henyu but handimbozvinyarari. 

Ko saka Kikky achati cows πŸ„πŸ„πŸ„came home sei iye ari kumba kwemaparents emufesi?

 

 

 

 

So Kikky left home achienda Jozi kunaBaby daddy πŸ‘¨‍πŸ‘©‍πŸ‘¦ ndobva zvanoramba then she decided to move on kwakunoita cohabit naTytie πŸ‘©‍❀️‍πŸ’‹‍πŸ‘¨ ikozvino aenda kuZimbabwe akunosvikira kumba kwanaTytie otoita mavideo vachipinda life achisuka ndiro dzamai Tytie iye Tytie wacho asati aendesa mombe dzachona nhaimi mopaona sei? Handiti munhu anofanira kuroorwa ari paden pavo here ?

 

 

 

 

 

 

Saka Mai Kikky aBaKikky vongoonerawo life yemwana wavo kumaupdates efesibhuku shuwa semafans? BabaKikky ndoziva murimo muno mugroup please kana Tytie ouya kuzoroora mumubvisise faindi ine mutsindo chaiko. Masaizwa apa .Tytie anodherera uyu, dai paachazonoroora kwacho vandi hire Mai Kikky ndinyatsomucharger zvekuti anopfidza. Ini ndinoti mukwasha Imboko, ko iwe?

 

 

 

 

Tukai henyu but I will not "heal" kusvika Tytie abvisa dhemeji nerisambo. He damaged Kikky mupfanha uyu.

  • Share: