Thursday, January 23

Tatelicious Otsiura Olinda Unoti Ukaona Blambi Hombe Ya Stunner Wotovhiringika Brain Wakunyepera Tytan Tauraka Kuri Une Nhumbu Ya Stunner

Olinda why ? Ukawona mboro unoita dhimu .Nhasi mhuri yaTytan yakukuroya??? Like really ??? Nekuti waona mboro yaStunner wakuchacharika kunge munhu abhema vhimu , pakai mai Nandi . Chihure chinonaka muri pamurume not zvamakuda kuita izvi .Stunner imhepo let him pass by .Wandibhowa kabiyasi yemunhu .

 

 

#Homwe_iHomwešŸ‘šŸ‘šŸ‘šŸ‘šŸ‘Kune vanhu here kumusha kwana Sikhoko? Pamwe izvezvi adzoserwa pasi pe bhiriji again .Zimukaradhi riye rinowanza chipostori .Mapostori ukamaita overdose musha unoparara. Ngaise mabreak amboenda kuchechi kwa Hubert Angel not kungorohwa nezuva uri pasowe uchipunza musha .Rabhishi

 

 

Zvanga tadada naye wani ,ndiye ega munhu ari pamapiritsi anga asara aine murume .Ini naKamuchacha naKetty dzimba takambotora befušŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£

 

 

Chero ndimiwošŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£Kurota Kedha ane nhumbu yaStunner

Ndangoti hangu ,anozviita Olinda mumba make magara muzere GONAREZHOU GAME PARKšŸ˜‚ #HOMWE_iHOMWEšŸ‘

 

Vanhu imi muneshuwa are u tribalist bcz Tytan Skhokho mundebele makuti oli adzokere Kuna stunner bcz mushona musadaro tytan aneropa munhuwo Dai ari mushona hamaimbodaro ivai nemoyo stop judging tyatan musina

 

 

kunzwa side rake unotonzwa murume achiti stunner na olie vanoenderana Like really zvemuchata wa tyatan hamuna basa nazvo imbozviisai mutsoka dza jabulo mozotaura zvamukutauraLet's be honest Olinda anechihure chakapusa, she is a drama queen, an attention seeker, she thinks she is bigger than God . Zvaari kuita izvi imhodzi yaari kudyara. This is so wrong. Vanhu ava vakatanga kudanana way back zva February rato drama.

  • Share: