Friday, November 29

Tatelicious Otenda Amai Vake Kumurapa Kwavakaita Arwara Ne Edzi Arimwana Uye Kumusupport Hungochani Hwake Otsanangura Rudo Rwaashumba

#APPRECIATION_POST ❤️

 

#ASHUMBA MY BELOVED MOTHER ❤️❤️❤️My dear fans chimbondibatsiraiwo kutenda , mai vangu , #ASHUMBA ❤️❤️❤️

 

 

 

 

 

This woman have stood by me through thick and thin .❤️

 

I can never imagine any world without my mum #ASHUMBA.Pandakarwara 2011 ne mukondombera this woman akamira mira kuti ndirarame.❤️❤️❤️

 

 

 

 

 

 

 

Ko iyo misikanzwa yanga ndinayo growing , ndichidzingwa zvikoro but she never gave up on me.

 

 

 

 

 

 

KuNyahuni Adventist ndiri form 1 ndakambonyepa kuti ndave chimumu , apa plan yanga iri yekuenda kumba kuti ndinodya nyama because PaNyahuni paifiwa ne beans. 

 

 

 

 

 

 

Ndasvika kumba paye zvikanzi kana Tatenda haasi chimumu uyu , so when I was growing up ndaifarira kutamba nevana vacheche then my mum said dedzai mai vepa next door vauye nemwana wavo vape Tatenda and muchaona Tatenda akutaura.

 

 

 

 

 

 

 

After 15 minutes ndakabata mwana paye ndabva ndakanganwa kuti ndati ndave chimumu , ndabva ndatanga kuimbira kamwana kaye , vanhu verse vabva vatanga kuseka. 🤣🤣🤣

 

 

 

 

 

 

Ashumba vakazoti Tatenda chigara 2 weeks kumba Uchidya nyama then ndozokuendesa kuchikoro. Apa ndaitya kuti headmaster vachanoudzwa kuti ndainyepa kuti ndave chimumu but Ashumba said to headmaster panga pafamba mweya ye tsvina but mwana akutaura .

 

You see how she covered hubenzi hwangu , kukosha kwa Mai ❤️❤️❤️

 

Ku Nyahuni Adventist ndakazodzingwa ndiri Form 2 nehungochani , ndabatikidzwa ndichikwirwawo nemumwewo mu prefect komana so.

 

Ndichisvika kumba ndakabva ndanzi na Ashumba no more boarding school , wakuenda pa day school. 

 

Pa Glen-View 2 School and Mazowe Boys High handina kuita any mskanzwa , ndainamata stereki ipapo and i passed with flying colors . I wrote 11 subjects pa O'level pa Glen-View 2 High and passed all eleven subjects. Mazowe Boys High i was doing Sciences i.e Maths , Physics and Chemistry and i passed with 3 Bs ( 12 points ) Cambridge Examination 🙏❤️ 

 

Harare Institute of Technology ndakadzingwa ndaba but my mother never gave up ndakabva ndabhadharirwa IATA and i started to study pa Specis College in Harare .

 

Rimwe gore ndichibva ku South Africa ndakaba phone mubhazi ndabva ndavharirwa pa border and my mother came ku Beight Bridge ndabva ndabhadharirwa bail na Ashumba ndokubudiswa .

 

Pandakachata na Richard she came ku Sweden to support me vakangoti ane benzi ndiye ane rake kudzana unopururudza.

 

Nhasi my son is being taken care naivo mai vangu NYAKUTUMBURA MASIGEDE❤️❤️❤️

 

DAI MAI VASIPO AVA PASINA #QUEEN Tatelicious Karigambe-Sandberg , SHE IS MY EVERYTHING ❤️❤️❤️

 

That's why you see kuti bond yamai nemwana can never be broken zveku mhanya , AMAI VAKAKOSHA ZVISINGAITE MUUPENYU HWEMUNHU. ❤️❤️❤️

 

#Ashumba i bless you by Hand of Adonai , by the blood of Jesus and the Spirit of God of Abraham, YOU WILL LIVE UP TO 100 YEARS plus mum in the land of the living in good health and prosperity in Jesus Name , AMEN 🙏 

 

That's why you see mai vangu vakangoti Tatenda I want a new car , Tatenda ndikuda new fridge , Tatenda i want to repaint imba yekuBudiriro etc , I never hesitate to send her money because kukavhiridza zvipande zvekare kare 🤣🤣🤣

 

Thank you QUEEN MOTHER , YOU ARE MY FIRST LOVE TILL ETERNITY ❤️ 

 

I LOVE YOU MUMMY ❤️❤️❤️

 

AMAI VAKAKOSHA ❤️

 

#HOMWE_iHOMWE👏👏👏

  • Share: