Matrix Ya Tafadzwa Chidawa Kwauraiwa Vana 2 So Fa Zvotaurwa Zvese Vanhu Varikuuraiwa Zvinzwirewo From Vabereki Baby Don Ngaabviswe Asati Auraiwaπ³π³π³π³π³π³
Better kunzi hero hero mwana wangu ndinaye zvino kana makuuraya mati tidiikoNgava buditse baby Don.These guys should show us their Agreement form between the parents and Matrix am sure hakuna mubereki angangosiya mwana pasina agreement iri in paper and pen , kana uchisiya mwana ku Rehab unoudzwa zvazvakanakira netsaona inogona kuzowira kana wanzwisisa zvakwauri
kusiya mwana wako kana kurega , same applies patino joiner Nyaradzo π nyangwe ukaita 10 years uchibhadhara uka defaulter unonyura mari yese wakati svavava , ngapaongororwe ivharwe kana vanhu vasisiri kufeeler safe