Monday, April 07

Susan Mutami Ouya Nechi Bhomba Cha Mnangagwa

Dementia iripo zvayo cz kamuvhunziro kaanoita vamwe kana achitaura uunotoona kuti pane zvikuitika ndaimbofunfa kuti kudhakwa nembanjeMovaisavo pamunamato

 

 

 

 

 

because zvizhinji vakukanganwa , imagine kubvunza s ometimes mukadzi wako kuti ndiwe ani๐Ÿ˜ž ndosaka arikungosainiswa mapepa zvisina musoro nevakamukomberedza ,mazuva apfuura aya akafenda Ku state house ๐Ÿ˜”๐Ÿ˜”this is serious guys

  • Share: