Stepfather vakatera mwana wemukadzi wavo stepdaughter kuchikoro ndokumuuraya pamberi pe Shamwari dzake nebanga💔💔💔💔mushure anetsana nemukadzi wake anove mai vemwana uyu that night. Zvakaitikira ku Limpopo South Africa Rest in peace ðŸ˜