Tuesday, September 24

Slay Queen Vekuziva Vobatwa Nema Drugis PA Airport

Sis veava vakatanga vaendeswa ku Vacation ku Brazil ne boyfriend yavo mu Nigerian, she was convinced to swallow,smuggle drugs and she was arrested at the Airport in South Africa..

 

 

 

 

They don't learn 🙌Vana Oga vakaona kuti munoda zvinhu vakati mutengera iPhone womuendesa ku Vacation oposter ofara womushandisa to transport zvinopisa kana wahwina wahwina kana abatwa ndiye anosara ari pama1

  • Share: