This is bad, mari ngaiyende kunaShema. Next time OC stop trying to help because unobatsira nemuseredzero🙄🙄Vanhu vari kuti OC drama muri kurevei bcz pamari iyi it's not OC akaibvisa mafans she just uses her platform to raise the money, this money is for people who wants to help, zvekuti kuti OC kutaurisa rato drama iye anongofanirwa kutora mari and help the needy haisi tori yemupocket makeNhai varipano, Shema wakareva here chikonzero or nhau irikuita kuti asa collecta mari kwavo Olinda. Kunyangwe ukanzi wakabhowekana nezvakaitika SHEMA TV unofana kutora mari iyeyo your fans vakakupa mari iyeyo.Vanhu vari kuti OC drama muri kurevei bcz pamari iyi it's not OC akaibvisa mafans she just uses her platform to raise the money, this money is for people who wants to help, zvekuti kuti OC kutaurisa rato drama iye anongofanirwa kutora mari and help the needy haisi tori yemupocket makeMari iri ku Go fund account not kuna OC plus Mari yakabviswa nema fund a Shema saka ndatoshaya chirikumutadzisa Oc akangobatsirqa chete