Thursday, January 23

Shema TV Baba Ruva Urikubva Wazonyanya Kuvaita Senge Mwana Wako Uchivapfekedza Nebhurugwa Uchiti Tenderara Ita Kudai Iyawozve Atete

Mwari Komborerai vana vangu vasaitwa sababa Ruva everyday on camera.Mirai apo, Tendererai, Bhurugwa harina kukurisa here, Bvisai Kepisi, Femberai kuti bhutsu yaita marii, Musazotengesa 😭😭😭 Zvimwe madii mangoPostawo kuti baba Ruva vableswa nezvipfeko.

 

 

I know I'm going to be attacked for this Post but not everything worth a recorded video by now everyone knows baba Ruva zvekuti a simple appreciation Post yekuti baba ruva vaitirwa zvakadai nemafans we will all understand and thank the giver.

 

 

Sorry kana ndatukaMavideo ngaaite but asabva aita kunge babaRuva vasingafunge.Zvinozonyanya.I don't see anything wrong if he is ok with it let them be, Sharon brought civilization to those pple allow them to be happy whichever way they choose💕Sharon is trying to take Baba Ruva out of the nest. Baba Ruva doesn't even know how to count. Saka akarega kuvaitisa izvozvo vanozoonekwa sei nevanogona kuvabetsera.

 

I personally see a huge difference kubva pavakatanga up to now. Mukuimba nekutamba imomu he is gaining knowledge and confidence bit by bit. He is now a different person totally. Maonerowo angu. I appreciate Shema tv

  • Share: