Thursday, September 19

Shawnray Muchibwa Akafa Zvinorwadza Achitsva

SAD💔 | Shawnray Muchibwa anga achigara kuSlovo Capetown akatisiya a few days ago. Reports say akatsvira mumba. Anga akabatidza candle because mumba manga musina magetsi. What a sad way to go.

 

MHSRIP🙏

  • Share: