Shame kuuraya future yevana nekuda nhindi mbiri dzehuku iwe munhu uine chirigwi chizere huku akaroya Zimbabwe akafa ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ
Vanhu ava vanoda kunyatsogarwa navo pasi vooneswa one by one otherwise zvataura johani. Ndozvavanoteerera
Chicken inn neMirinda apo kumba wasiya vana vasina kana shangu dzekuxool fees muhomwe hauna
Ndazobvuma hangu Zimbabwe inema dofo kwete ekutamba .zviya zvekunzi munevanhu vakadzidza ndezvenhema zviyeIhama dzanani idzi ๐ฎ๐ฎ๐ฎ๐ฎvanhu vakajaira nhamo ๐๐๐๐