Sunday, September 22

Selmor Mtukudzi Zvamushatira Onzi Angaa Akazvironga Kuda Kutukisa Daisy Mtukudzi

Ndiri kumira naMhamha SiiDaisy...Seruma kubva zvaakapopotera matishu pano ndakatozviona kuti ane drama.Akadii kunochemera kamurume kake kumba.Ezvino yangova aww sori Seruma, aww sori Seruma ndizvo zvaanga achitsvaga kutukisa Mhamha SiiiDaisy.

 

 

 

 

 

Ah anyway regai tingoti sorry kwacho Seruma zvingazonzi kaRoxy kanozvinyanya dai kambogara kubreak.I said the same ane drama and people came for me ku hmetroKune vari kuti Selmor ngaashande zvake, muri kuti chii? The girl is not lazy uya, whetha we like it or not, she has got talent. She is one of the best celebrity children to push the father’s brand forward. Vamwe vakauraya mazita evabereki vavo. Dai akapihwa full access dai brand rakaenda kure after Tukus death. 

 

 

 

 

My other question yoti “ Mudhara Tuku, vaisaziva here kuti mwana ndozvaanoitwa? Inga vai perfoma naye. So what went wrong?

  • Share: