Saturday, February 01

Selmor Mtukudzi Oti Hazvina Basa Musikana Webasa Akapinda Mubedroom Kuwaridza Mubed Kana Achingoda Kudanana Nemurume Hazvimutadzisse

Musikana webasa anofanira ku cleaner Main bedroom here nekuwaridza bed?Saka murikuti kana musikana akasapinda muBedroom anotadza kudanana naDaddy here?🤣 Chingotaurai kuti hamudi kubatirwa tumishonga twenyu twamunenge makaviga pasi pemubhedha🤭😅

  • Share: