Saturday, February 01

Seh Calaz Votukwa Nemafans Uchafira Kumbare Uchitambura Mazi Rasta Mushure Mekunge Ati Part Yandinoenda Hainei Nemi Sezvo zmuchiti Handina Basa Ndapera

Uchafira kumbare mazirasta.....Saka zvekuti musatj makutonga zvapindira papi ….zvautori datya nhaiwe1/2

Kwandinoenda sesvosve zvangu kungatadzisa kufamba kwenzou here?Handiti hatina basa here tingori zvivapfanha zvekumbare .problem yure focusing on zvinhu zvirizvo,ure loosing vanhu in the process,Hee lets not listen to his music,lets unfollow,lets boycott his shows,atova muvengi wenyu ,makumushora,muchimutsoma ,kutukirira ! where is the Freedom?Iripi Democracy? Now ure not in Power yet asi munoda kutoshaisa vanhu mufaro ko mukazonzi ndimi makutonga munotozoita zvakatopfura apa ka.Yes i went to the rally neKambucha kangu,thats their campaign strategy,imimi whats plan? is it kuswero mhanyisana nevaiva ku rally ?kana kuti nguva iyoyo muite zvenyuwo.

 

New#tag#KWARWARIWA KWARWARIRA

#SIYAIMWANAAENDE #Takaipfura

  • Share: