Seh Calaz is calling his marriage to Moira Knight quits. Within 24hours after Moira threatened to release video of Seh Calaz vachibonyora and accusing him of abuse drugs and acting like a role model the artist has called it over.
Seh Calaz and Moira have has a rocky relationship with physical abuse when Seh Calaz beat up Moira a few years ago and she ended up forgiving him. Seh Calaz released the following statement.
Ndangandakambonyarara nguva yese inoyi but handingarambe ndakahwanda murunyararo zvamunoziva mese MUSHA MUKADZI uye
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA. Handikwanise kuti zvazvandivavirađ¶ïž nhasi ndotanga kutaura zvakaipa pamusoro pe mudzimai saka ndiregerereiwo ipapo asi chandinokwanisa kutaura ndechekuti kubva ikezvinozvi tichienda mberi wangu musha naMoira hapasisina. Zvenguva ino ndokumbirawo hama ne Shamwari ne press mumbondipawo space handisini wekutanga kana wekupedzisira kusangana ne dambudziko iri. Semunhu ane vana handingataure zvakawanda pajekerere. To all my Fans,Friends and Family who feel like I've let them down I humbly apologise Im Sorry I'm human tooođ
#iwillbebackstronger#welcomesinglelife#