Sunday, April 20

Sad News Mukadzi Ku South Africa Ozviuraya Nezita Ra Sis Mecky 7000 pounds Yaaaenda COS

Kunemukadzi ariku SA arikuchema kuda kuzviuraya nezita ra Sis Mercky uyo, mukadzi akavharwa £7000 pounds avimbiswa COS na Mercky achinzi anema connection na Mai Mazowe, COS raramba kubuda kwakungo dzorerwa

 

 

 

 

 

£1000 pounds chete iyezvino nguva yareba Sis Mercky na Mai Mazowe havaskudzorera balance yake ye £6000 poundsIni kana ndichikwsnisa kuwana mari yakadaro UK kwacho ndonotsvakei . Anywhere ngavape munhu mari yake

  • Share: