Wednesday, July 22

Robert Maregere 18 Atongerwa Mhosva Yaasina Kupara Yekubata Chibharo

PLEASE HELP? | Ndine muzukuru wangu, Robert Maregere (18 years old), anova nherera yataigara nayo akapomerwa mhosva yekubata mwanasikana wangu ane 5 years chibharo. Nyaya iyi ndeyekunyepa nekuti ndakaenda nemwana kuHarare hospital zvikaonekwa kuti mwana haana kubatwa chibharo. Apa muzukuru wangu Robert akatongerwa kugara mujeri 15 years kuChiredzi. Now avekuKhami prison. 

 

 

 

Nyaya yakatangira pakuti tine mwana wedu akashaya munaDecember achiita kunge arohwa nezvisingaonekwi (ghosts) tikamuradzika musi wa10 Dec 2025 kuZaka. After burial, mukadzi wangu akatanga kuita kunge akurasika njere zvekusvika pakunochera paGuva remwana. This happened only 4 days after burial. Pavaichera guva vaiti varikuisa dzavaiti mhiko dzekumutsa mwana kuti atevere vanhu vakamuuraya. 

 

After 2 weeks vakazoti pamusha hapachagarika ngatitengesei musha nekuti paita varoyi. I refused kutambira zano ravo ndokubva ndapa suggestion yekuti Robert auye kuzogara pamba. Patanga takugara naRobert, ndakazofonerwa nemukadzi achiti Robert akabata mwana wedu musikana (4 years then) chibharo munaNovember 2025. Ndakabvunza kuti why vazotaura nyaya yacho musiwa 25 December 2025 nyaya yakaitika November ndokubva vati vatarisa mwana nguva iyoyo vakaona kuti mwana akakuvadzwa panhengo yake zvekuti akutoita kunge mukadzi mukuru. 

 

Ndakaedza kuvabvunza kuti ko pavaigezesa mwana vaisaona here kuti mwana akakanganiswa ndokubva vati vakaita over a month vasingagezese mwana. She claimed kuti muzukuru-sikana wataigara naye ndiye aigezesa mwana. Saka she made a police report at Zaka police musi wa28December 2025 leading to the arrest of Robert on the 31st December 2025. On 22 January nyaya yake ikapinda kuChiredzi regional achibva anzi 15 years mujeri. 

 

Mai vakazotiza nemwana sikana kuenda kwaMutare vachinoita zvinonzi zvemanjuzu vave kupa mwana uye zvinodhaka nekumunyudza mumadziva vekwaMutare. I was informed kuti mwana ari kurwara zviri serious zvakaita kuti ndiende kunoedza kurapisa mwana. Ndichizoshamiswa kuti mwana ange opihwa Bute nezvimwe nezvinodhaka zvinova zvakazoita kuti ndiuye nemwana kuno kuHarare hospital achizoitwa maExamination achizoinekwa kuti haana kubatwa chibharo. Izvozvi ndinaye pano paHopley. She's now going to school nekuti paaiitiswa zvemanjuzu akange asisaendi kuchikoro. 

 

Ndiri kutsvagawo vangatibatsira kuti muzukuru wangu akwanise kubuda mujeri. Mari yekutsvaga Magweta handina. For more information number dzangu 0774727649.

 

 

National Prosecuting Authority of Zimbabwe 

Zimbabwe Lawyers for Human Rights

 

 

 

The medical report is an adequate proof on its ownAbigail Busu Imagine, it's sad. Munhu arikutopikira mhosva yaasina kuita nekuti police nemaJudge havadi kuferefeta nyaya zvakakwana.

  • Share:

Info News

Business Financing Options

    rn
  1. Supporting Entrepreneurial Growth
    rn Business financing plays a crucial role in helping entrepreneurs start and expand their operations. Access to funding allows businesses to invest in equipment, hire staff, and scale effectively. Many entrepreneurs explore options such as small business loans and startup funding.
  2. rn
rnrn

Before securing financing, it’s important to understand repayment terms, interest rates, and eligibility requirements. A well-prepared business plan can improve approval chances and ensure responsible use of funds. Proper financial management helps businesses grow sustainably over time.

rnrn

 

rn

Real Estate & Investment Opportunities

Building wealth through property is one of the most reliable strategies today. Explore the best real estate investment opportunities, compare property management services, and learn how rental income strategies can generate passive cash flow. Whether you’re interested in commercial real estate, home equity loans, or mortgage rates, making smart property decisions can significantly increase your long-term financial returns.

rnrn

Investors are also leveraging real estate crowdfunding platforms, REIT investments, and property flipping strategies to maximize profits. Understanding market trends and working with experienced professionals can help you secure high-value assets and grow your portfolio efficiently.

rn