haiwa magaro anoda achindirana neface zvese ne shokaThis woman is not feeling fine
She look sick everything is not all about yanshAiwa aya anyanya magaro kukura kwemagaro unenge uchisimba body yako kwete kusimba magaro kana ukanzi unema hips hakuna zvakadaro garo rokurira muridzi waro jesooooo
Kufarira maballoon kkkkkkk u hv made it wooooow in life time kracho renge zundu .vanemareal chaiwo havatoite zvimavedio zvakafumuka uchadyiwa necancer it's not even bbl zvimainjection zvemaCongo u won't b able to maintain it years to come ..u risked your life ntwanakutoti bb toita Mari nemagaro ako🤣🤣🤣😂
Hapana chinhu chinomakwa nemaZimba semunhu ane magaro ake amana😂😂😂 vanonzwa sevanotsva maiweeeeðŸ¤ðŸ¤ðŸ¤ðŸ¤ Regina kubva kare ayingoratidza kuti ayive nebody yake bhoo and mabody type akasiyana hazvireve kuti munhu wese anemagaro mahombe ngayite makumbo madhafu inga kune vanemazikumbo mahombe wani asi daro dololo… ndokusiyana kwacho… musarwadziwe plz