Haiwawo anopenga tikarega kuona mapost Ake tofa Hustling kudiii vana vaka graduater need proper jobs kwete kusimbisana nhemaMadam boss ane problem haasi kuwona vamwe vari kunyaradzana nemhuri ye Zimbabwe but iye everytime anoda kuita zvinhu zviri opposite even joy wandisinga fariri ari kuzama kunyaradzana nevamwe iye anoda kungoita
I don't care it doesn't change anything haatombo fungi ma feelings ema fans ake yi type iya yokuti as long zvakamunakira achidya achiguta haneyi nazvo anofunga vese variku chema nevana ve Zimbabwe havana chekudya but vanoziva kuti kune vane problem yakadarika yavo nxaaaHaasiye akaverenga maVotes but as a
public figure learn to shut up if u can't sympathize with the peopleIngave nyika here whereby pipo hustle.Does she know wat hustling is.Murikuti Ari ryt Ari ryt papi chaipo.Her sarcasm kuvanhu necurrent situation hazvitoiti.Pipo are graduating kuti economy ive better for vana nezvizukuru nezvizukurubvi.4decades dzakawanda
zvinhu zvakaoma kudai.Mukaziva kuti vanodya nesituation yekuoma kwezvinhu to the masses ana Tyrah muchaziva kusaita stand nenhundiramutsime idzi