Zanu pf this time matsika Banana Kwane Chinonzi Technology manga majairaka kubirira imi madhara asingazive zve Technorogy manje kwane vakomana ve IT munochecheudzwa chete๐๐๐๐๐๐
Munhu haachada kani maiwee ๐ข๐ข๐ข apa mukaziva kuti panotanga noise dziri serious ,Ed nevamwe vake and their families vanobuda munyika mosara muchikuvadzana mega infact pamwe zvizukuru nevana havatorimo izvezvi
Dai Asiri Mwari apindira Dai vanhu vatotsakatika sezvakaitwa Itai dzamara ngatimurumbidze Mwari wedu nguva dzoseEven pa last rally yake akasimudza zvnza zvake akati denga rinopupura 'i don't have blood on my hands',thats the leadership we looking for,
Aiziva hke mkomana kt mwari anaye plus iye akazviona kt vanhu vaari kurwisana navo ndevemushonga so mushonga haubati pasina chironda so us as people i think we learn kana muroyi wko achiita zvemushonga do the oppositesoon tichange takuziva kuti why murume uyu aingoti #God is in it Achishorwa achinzi bhaibheri moriwanza .