TybbvvbbFrom the Zimbabwe community in PortElizabeth group
Hama maswera sei, Ndauyawo ndikutsvaga rubatsiro rwenyu .Mukona ane picture iyo anonzi Clayto Chikukutu anodiver ubber, so he was hijacked Saturday night bt we not sure kuti kupi exactly asi Mota yakazowanikwa yakapiswa ku side ku Zwide uye hembe dzake dzakawanikwa asi dzange dzineropa.
Mkomana tatsvaga ma hospitals ese taenda bt hakuna munhu. Saka taikumbirawo any info or kana paine kumwe kwatinga tangire kutsvga,or vanogona vamuonawo vatibatewo pa
0735010135
0844009860