Wednesday, January 22

Pokello Rega Kupa Vanhu Pressure Zvinonyadzisa Obatwa Nemanails Ake Kuti Arikunyepera Vana VeZimbababwe Zvaakamboita Gore ReBirkin Bag Riyaa

Pokello iwewe sei manails ako uchiri mumota paAirport ari eRed then kuhotera wakunobatidza malights ndeewhite??.Eh chete zvembinga unogona kutongoiswa manails zve2minutes wotongoabisa woiswa futi mamwe saka regai tisanyanye hunhongwa.

 

 

 

 

 

Hakuna mabasa saka tingaitei chimwe handiti mukudya mari dzedu muchichinja nzwara kunge nduwe.Anyway have fun rega ndipedzise machunks angu 🙄

 

 

 

 

 

 

 

Another substantial proof yekuti haasi kwaarikuti ari uyu akazvinzwa zvataitaura tichipembera maiguru zvikamu nyiminya she had to post old and fake life videos. Private jet yaka kwira na mai Chivhayo yakamukwenya ndobva to add to the wound isu taku commenta nice things about maiguru. Arikudzimbwa uyuSlay Queen Rules to live by to faka pressure: 🔥

 

 

 

 

 

1. When you go on holiday, unotorwa a lot of pictures in different outfits and different locations. Iwayo mapic ndoauchapedza gore rese uchingokanda zvishoma shoma hako. Vanhu vakada kufarisa unongokanda uchivauraya nepressure. Dumb people will believe unogara uri out of the country.

 

 

 

 

2. Catfishing chaiyo. Unotsvaga vanhu or shamwari dzako whose pics have not been publicised and use their pics and videos of their hands or body parts uchikwira Rolls Royce. Who is going to know it's not your hand on that handbag?

 

 

 

 

 

 

3. When you look good, people will believe anything. Saka torwa mapics on exotic cars, in exotic houses and people will believe these are all yours

4. Torwa mota wakazembera mota dzembinga. Success by proximity

 

 

 

 

 

 

5. Buy high quality imitations of designer handbags, shoes and clothes and lie to people kuti they are original.

6. Tell people you are too good for certain social media platforms asi uchiziva hako kuti uripo with multiple ghost accounts.

 

 

 

 

 

7. Be mysterious about your life, asi uchituma vanhu to speak on your behalf. 

 

Kana pane zvasara wedzerawo

  • Share: