Saturday, February 01

Pokello Ofumurwa Kuti She Was A One Night Stand Gone Wrong He Tricked Ed Junior Kokutoita Mimba Zvinoshamisa Zvinotyisa Mhuri Yekwa Munangagwa Haitomude

Regai ndikuudzei zvese. Munhu uyu was a one night stand gone wrong. Pokello tricked ED Jnr and got herself pregnant knowingly akaudza Jnr kuti akabaiwa depo, pakabata mimba it was decided kuti babvise roora nekuti aMai Pokello vakanga vaku blackmail everyday. So mari habviswakuitira kuti zvisashorese first family. Ndicharamba ndichiuya neinfo munatso ziva everything.After wazvarira Jnr mwana wakanzwa kuti mukadzi wake anepamuviri pemwana mukomana,uka tricker Jnr zve kuti akumitise rwepiri izvezvi une mimba. Trying to block Leya happiness. Ko babe raJnr rekuDenmark muzimbo ane mimba yakatakura 3 mapatya vakomana uri kuriziva here? Huh! Vanhuwe, mirayi muone. Waifunga kuti mhata yako iih sugar chete muZimbabwe. Manje Jnr akanhonga chimwe chibhebhi vakuru kuDenmark. Arikutobvisirwa next month. Mishonga yako yapera Pokello.Guys are you following this story? Right! Pabviswa mari iye pakaiswa mutemo wekuti Sis Pokello havafanirwe kuonekwa mumafamily gatherings makambomuona here Pokello ari kune any family gathering ye first family? Varoora vese vefirst family vanenge variko asi iye chete ndiye asinga bvumidzwe kuuyako, because vanozviva kuti akadyisa Jnr mushonga waakazorutsiswa recently, ndosaka makuona these days hachabvumidzwe kufamba neG wagon zviri kuita zvichipera. Jnr hasn't claimed her publicly hakuna kana photo vari vese publicly , Pokello achiri bishu richiri kudyirwa musaga. Next ndiri kuuya ne zita ren'anga yake yekuMoza. Buckle up guys l will be back.

  • Share: