You have spent ZANU Pf money 😂😂😂. ZANU PF if your sugar daddy. I am self made. Self financed, SELF made millionaire and Handizi ma slay queen awajaira kutengera magaro. Tsek !
PS tirikuda magetsi edu ‼️Roda kuti nyaudza nyika ichitambura. Ngaende kuno gadzira Harare hospital kana pari hospital kana aine mari chaiyo
NONSENSE !Murume chaiye haapihwe mota nemumwe murume🙄🙄🙄
There I said it. Your sugar daddy has a sugar daddy.Ambuya Mlambo havazi vese vanopfeka gemenzi vane mwenje !As a man we must work because nyaya ihombe
Work husband😅
Mukadzi anenge achingodzoka kumba achiti akaneta izvo kuneta ne romance kubasa🤣
🦉