Giribheti akamboenderawo ngoma dzeZion (Patricia )kuFb zvino kuti vakadanana proof hatisi kuiona ratove drama asi wakamboenderwawo ,
ukaona zvivarume zvinoendera vanhu kumainbox maseriel womanisers Chikiti paper 3 yakakumirira 😅😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣