Saturday, November 30

Patricia Jackie Maitt Siya Tinashe Ndiye Akatoita Humbavha Hwako Hubude Uchaorera Kujeri 5 More Years

Oh nooo feli why nhema futi dei wagumira pafake life chete so you will never change my sister ko landcruiser tinashe was there here magonyeti awakachinja muzita rako mota 3 the rentals ..

 

 

 

 

 

imba malboreign yawaka renovater wakuramba kubva uchiti ndeyangu ?faking passports?lol the list is endless my dear and siya zvekuramba wo explainer yes tinashe akaita zvake but listen

 

 

 

 

 

Tinashe akatoita kuti nhema dzako dzawaiva wareva for so long zvibude if not for tinashe vanhu vakawanda vaisa believer kuti uri mbavha..Wat about kuda kurayisa vanhu kurovesa vanhu and all other evil staf besides humbavha ....mend your ways felistas

  • Share: