remember panzi mukadzi akazonotengesa madhiri emurume kana kuri kuenda futi mujeri ayisambo kwanisa futi kubetsera sisi vake asi dai akafunga hake kudzikera zim zvaiva nani pane zvaazoita
So ati better ndifire zvangu mkadzi achitadza kufunga mwana wamai vake arikurwara that's being selfish uchiziva kuti sis vangu varikuda kurapiswa neniNematambudziko asi kudzi haana mhosva.. Munhu akaenda kunotenga mushonga ne coke ega... Zvingani zvatoitirwa sevkadzi..may he rest in peace hake