Don't forget you're in South Africa,,uko kunourairwa vanhu mari Mari dzaunotaura idzo kwauri uko kikki aka kidnapwa uchidziruza
Munhu wemurume ita chipfuva
Kubva wavhunduka marikudaro
We all know a number of cases where millionaires killed for their own money 💰
Slow down broo they will come to
I don't hate you but I'm helping , South Africa is not safe they kill 🤔Swazzy Suwai Zimbabweans not even South Africans they’re not safe announcing mari on social media kunge kushamisiraHana dzenyu hadzina kudzikama you should learn from what happened I remember muchiti we are not safe guys .
Kunyangwe makachinja pekugara those people will try by all means kukutsvagai especially nekuonerwa kwamunoita uko muchitaura Mari dzenyu dzeFB so vasingataure marema here. Rumwe rufu runongouya asi rumwe rufu vazhinji vanoita kurukoka ndivooo .
Tichirikudawo kukuonai asi please dzidzai kudzikamisa hana dzenyu imi musanyepera kupenga semusinganzwe pamunotsiurwa. Kungotaurira vanhu Mari dzenyu ndochiiko.Unonyanya kungotaura mari yaurikuwana that's why vanhu vachizorwadziwa newe haugone kunyarara here mari ikauta pamwana mudiki idambudzo chokwadiAndina hangu godo nemi but pwmari apa dai musingataure ingoita secret yenyu we still need you guys especially kwamogara SA uko hmmmm zvimwe itirai muhana menyu