Sunday, September 08

Pashata Chikiti Avekutyisidzora Wasu Nekuti Amuona Na Pattricia Hezvoo

Catfamily don't control people , siyai vanhu vafare nevavanoda .Please let love lead โคโค.Catfamily please this is my last post about Wasu .Wasu is a grown man akarumurwa namai tt long

 

 

back akuzviitira life yake mukamuona aine waainaye leave him let him breath Wasu is a makeup artist anenge achitsvaga ma customer .Don't be too much controling . Catfamily we move ๐Ÿ‘๐Ÿ‘. Please don't post anything about him, he is a freeman.Vanhu ava vari kutokonya mai tt kuti vataure chete vawane content mazuvano vanga vapererwa. I pray kuti vaite kunge vasingazvione mai tt tione kuti vanoita sei

 

 

 

 

 

Wasu said๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡๐Ÿ‘‡

Yuhwi yuhwi cat family matotanga kufona muchi threatener wasu hezvo ini na Wasu takabva kuresa nhamo yatakaona toiziva 

Please leave Wasu alone please 

Yuhwi kuti ari mujere Here 

Hatina kutanga kuwirirana nhasi purizi 

Tisiiyei Nyika inotongwa nevene vayo

ZIMBABWE YASUNUNGUKA ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ 

TAKACHIBATA KUTI DZVII

 

  • Share: