Swagger wakatunda sperm ukazvarisa
Why usingachengete mwana wako
Tag swagger
Imi munomupa ma stars ekutenga twuhembe mupengo ,make up ne ma wig asingachengete mwana wake . Go fund me ye mwana wa swagger plizz mwana haasi kuenda kuchikoro dai ari grade 2 asi aripamba nekushaya mari
Baba vane husimbe ,hautombotaure nezvemwana wako Tatelious paakangoziva kuti ane mwana anotaura nezvake ko iwe why?Ini swagger ndotomuziya zvekudaro aiva murume akanaka aichiiwa nevanhu ndaitonorukwa kusaloon kwavo ndakashamisika ka ini umu ona achinja munhu uyu aiva akanaka but ane moyo wakanaka hake
Zviri nani kuudza mwana kuti baba vako vakafa pane kumuratidza zvakadai anozviuraya ukaita loss