Ogege wishing Zimbabwe a blessed 45th birthday live from Gokwe.
#ZimAt45
#PrideOfZimbabwe
#IndependenceDayEmbarrassing himself for his meal 😭Independence haaa zvikoro zvavemumushika shika shika, zvipatara rangova zita, zvaivepo
zvoparadzwa, humbavha is being sponsored by those who are in power, corruption, poverty, nepotism, selfishness, kuve narrow minded kwevari in power, kushay order, kuuraya ma sports, hudzvanyiriri, hutsinye humhondi, kutungamiririsa varwere nekuti ndo vane maconnections, kufa
kwevanhu nokuda kwe nhamo tichifunga kuti hurwere, dai vakafa vachirwira nyika ino vasina kumbogara vaenda zvavo kuhondo kwacho.chete vaisazivawo. Independence chaiyo chaiyo hapana. Ko nguva zvairikutofamba tichimbunyikidzwa kufarira zvinhu zvisingatifadzi.True definition of kuroiwa neakafa