Wednesday, November 27

Nyika Yese Yovhunduka Kikky Wa Tytie Akatanga Kukwirwa Nevarume Ane 12 Years Ikozvino Ane 17 Years Atone Ma Tepi 100 Pakaipa Vabereki Chengetedzai Vana

Pa 17 years 

Anga atoita mwana 

Atoenda ku SA 

Atomboroorwa apa kakechi 2 

Atoita sekisi tape 

Calculate weduwe saka zvese izvo akazviita ane makore mangani iiKo kikky Ndeweku Karoyi Hezvoo Tytie Wemasvingo Oti Ane 21 Years Zvaari Mwana Kikky Ane 17 Years Zvavari Vana Nhaimii Aikakaa 🤣🤣🤣🤪🤪

 

 

 

 

 

 

Oti Akatumwa Na Mwari Kyita Ma SkitsThis is just a tip of the iceberg zvirikutotaridza kuti vana vedu are so engaging in sexual activities very early these days. Ngatidzidzisei vana sexual reproductive health vasaita mimba nezvirwere because bonde havasi kuzoregera zvavo as early as 12 vanenge vakutotikunda experience. It's a topic that many of us are not ready to discuss but it is what it is.

 

 

 

 

 

 

Then mwana amitiswa kana kuroorwa at that age vabereki tinobva tataridza kuzvifarira totambira mari yacho but hatisi kufungawo kuti mwana wedu achiri mudiki and is not yet mature to be committed to a marriage. So mwanasikana arimunhamo.

 

 

 

 

 

 

 

I feel sorry for Kiki she has been through a lot we can bash her all we want but she lacked some guidance at some point in her life, she found herself pregnant and had a child at a tender age, it's not easy. Children make mistakes but vanoda guidance muupenyu kuti this is not the end of life dzokera kuchikoro and start afresh.

  • Share: