Sunday, September 08

Nyika Yese Yoseka Pokello Wanya Waizviona Sewakanyanya Kutora Murume Wemunhu Iwe Wazotorerwa Na Amainini Vako Mwana We hanzvadzi Yamai Chombo Marvellous Akugona

Vanga vasina kundzwa ma audio Marve achiudza mai va poki kt stay in ur lane ayo,vamwe tirikuziya kt mamandzwa siyai vasina vandzwe,otoisa pandzeve volume iri too lowI'm team Marve haaa

 

 

 

 

 

Pokello wanya waiti wakagona kutora murume wemunhu nhasi watiregwa nehama yako for that matter 😉Imi rege zvinzi mumadzinza umu makatakura kurema shuwa. Ukaona tete voudzwa zvehutoxicity nechana chevahanzvanzi then where is the lie.... tinozviramba zvemumba mavo izvo zvaunzwa newehukama hwepadhuze kudai tisu anani hedu..

 

 

 

 

 

 

 

Asika let's preach love and support in these families. Zvecompetition kazhinji ndozvinozotisvitsa apa. Tete vaifanira kutora mwana wehanzvadzi yavo vogarisana pasi nemwana wavo votaurirana zviri kunetsa not zveOnline approach.

 

 

 

 

 

 

Emotional intelligence is usually required in solving these issues manje mahandinzwaro ndoonazotisvitsa apa nezvinhu zvaigona kutogadzirika zvakanaka naka

  • Share: