Sunday, March 16

Nyika Yavhunduka Madamboss Why Kunyadzisira

Toti ndimhofu vanyora here or ndiye zvake ngundu🤫Kubva paakachekwa kwaakungopfekwa Iwo matightIri hure ngundu rakachekera wicknell nyama bvaaroora hake lulu 🤣🤣🤣ronzwisa tsitsi , now raakutaumira scottt kkkkk tsek Tyra behle rine mapundu

 

 

 

 

Ask munoti Tarisai haana mazwi kani kkkkk kusapindura anenge achi protected hake brand rake..akanyatsonzi hoyo mukana munopedzeran. NayeVanhu majaira kuti munhu aite zvamunoda, akaita zvinoda vanhu life yacho inenge ichiri yake here

  • Share: