Missing person ndrikutsvagawo mukadzi uyu anonzi Lorraine akabva kubasa Monday date richiti 24March achiti arikuuya kumba kuKraifotein ndakapedzisira kutaura naye achiti awemuBelvele mutax yekraifotein but haasati asvika nanhasi ndakazotrayer kumufonera kuti ndinzwe kuti awe papi
kubva ipapo fon yake haisikuita upto now kana pane vanenge vamuonawo ndokumbirawo mundibate panumber dzinoti 0813065210for calls,whatsapp 0670576991 ndinotenda kune vachandibatira kutsvaga hama yangu ๐๐๐ndokumbirawo muite forward fto iri mumagroup ndiwanewo hama yangu ๐๐๐