Wednesday, November 27

Nyaya Yashata Iyi Yakataurwa Na Martha Kwa Ketina Maitt Vakauraya Munhu 3 July 2023 Vakafushira Mapurisa Forensic Team Ne Homicide Vavekuenda Neimbwa Kwaigara Maitt Kuona Kana Chiri Chokwadi

Ketina and Witness Votaura Maitt Vachapinda futi Mujeri Imii Hezvo Vakuridzira Vanhu Pfuti Vakauraya Vanhu Vakafushirwa Imi Kaaa 3 July 2021 Akauruya Vanhu Vakafushirwa 😳😳😳😳😳

 

 

 

 

 

 

Mai tt u can't make us stupid here on social media oky is there anyone akambouuya mu life mako akabva muchiwirirana only talk bad about every person aneakambouuya mu life we are not stupid we use common sense why iwewe pavanhu vese vanouuya muhupenyu hwako uriwe unongotadzirwa kushaya kana one

 

 

 

 

 

 

wawakambo taura good always bad stupid yemunhu ndiwe problem iweweNo smoke without fire I rest my case karma.Dzimwe nyaya dzinotanga sekuseka motozoendesa munhu kujeriSaka pamwe ndozvaakamupira mota vhara muromo manje vanosungwa vese

 

 

 

 

 

 

 

So apa angotadza kuti i apologise for my words chete nhoroondo yese iyo asi ndozvauri maitt control yetemper chero ukaitira munhu zvakanaka zvakadini akazokukanganisira ukazorasa temper hazvibudi

  • Share: