Wednesday, November 27

Nyaya Inorwadza Mwana Uyu Tawanda Moyo Odzimirwa Phone Nehama Dzake Boston South Africa Arikuchema Apa Arikurwara

Mwana uyu hanzi kubva nezuro Ari pa Bosman akadzimirwa phone ,nehama dzake and he is not feeling well tenderedzaiwo mune mamwe ma group hanzi anonzi Tawanda Moyo , mainini vake Nadia Shumba,mai vake Patricia shumba

 

 

 

 

 

 

Imi vabereki vanenge vakatobirwa phone . Maybe now varikutoshaya pekutangira we all knew sa ma1 ...hakuna munhu angadzimire mwana wake phone ...musamhanye kutaura zvisizvo

  • Share: