Makauya mukapemha zvese zvemuchato kubva kunduwe chaiko maService providers akabudikira vachiti tokupai chino nechino asi u must advertise us on your page imi Mai naBaaSixgani asi nanhasi chamaita hapana...Mese muri selfish zvenyu. Chenyu chamunogona kungonyepera kunzwisa tsitsi nekurereka tusoro
paside muchingoti Ello ello maita basa hama dzadiwa ..Hama dzadiwa dzenyu ndiani pano??..Business is businesss, just advertise vanhu vakakupai zvinhu varikuchema uko..Hama dzenyu dziri kumaruzevha uko kune kastoro kenyu.Thank you for bringing this issue am part this contribution no advertising
moyo wqngu ukurwadza stock yangu mwari ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Haiwawo vanhu vasati vatoenda kuHoney moon here pamwe anga achaita sekutenderana kwenyu mukumhanyirepi uye makamanikidzwa here dai ndiri Nyathi ndaibva ndatorega zveAdvert zvacho why kuisa pakazara vanhu vambotaurirana here kuseri?