Friday, October 25

Nyathi Family Nhai Tenzi

Nyangwe une nhamo yakatsvuka sei hazvisi zvese zvaunofanirwa kutambira nekuti unopinda busy wakuitiswa yese yese unochiona..Ezvino kune weWig arikupopota kuti ndakapaMai Sixgani

 

 

 

 

wig sei asinawo kundiposta apa ivo vakati vakaitenga😂😂😂..Nhasi uno makundundurudzwa kumagaka akaora nenyaya yendege..Zvimwe its better kuzviitira mega mbijana mbijana ndege yacho maizongoikwira nemari dzenyu ende hapana kana one aizombouya achiti ndini ndakazovadai...Iyo imba

 

 

 

 

 

iyoyi lets hope hatizonzwe mitauro mitauro pamberi apo..Zvagara zvinhu zvekupihwa idambudziko..Anyway regai tinyarare tagara tongonzi ana Rokusi tumaghost tune bhita nebhayopola...GoodnightZvirinani kusimudzwa naMwari pane kusimudzwa nemunhu,may God rise genuine destiny helpers apon those kids,zvirikuita kunge rudo hazvo asi nyaya dzemaZimba hadziwanzokupera mushe

  • Share: