Wednesday, February 05

Nyathi Aininipiswa Nenhamo Kumukuku Oganzira Vanhu Tavekuita 25 000usd Every Momths Ne Facebook

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚25k USA dhoraz nekuti wakaona Mari ya Tytie πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚14k usade kunyepaπŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚yea zvakaoma maturu nhingi aya takuchimaona manje

 

 

 

 

Dzaininipiswa nenhamo idzi now dzakufarisa🀣🀣🀣🀣 wakubuda musaga.vana Mukoma vakauya kwamuri vaingove nembiri.nana Tytie iwe nyara .kusaziva manager chete kuti vaive nembiri,asi he has a life havo

 

 

 

 

 

.hauna content dzidza kutenda Mwari ,,wasimudzwa nenyasha kwete kugona ,wakasimudzwa nekunzwirwa tsitsi not content creation,,wakurwadziwa nekutenda vanhu Ka πŸ™„

  • Share: