Tuesday, March 18

Nyasha Botera Auraya mhuri yemu Sikana mitumbi mishanu ne pfuti

Nyasha Botera Auraya mhuri yemu Sikana mitumbi mishanu ne pfuti

Zvakaoma mhuri ye Zimbabwe. Nyasha Botera (26) auraya musikana wake zvese nevabereki vake achibva azviurayawo. Zvakaoma izvezvi vanhu vari kuchema mitumbi mishanu.

 

 

 

 

 

Mukomana uyu akaendesa musikana wake kuChikoro kubva form2 kusvika apedze Ku University. Nhasi ndoazofonerwa kunzi musikana wako arikuroorwa mu Shamva.

 

 

 

Mukomana nehasha angosvika achirova vaberekMukomana nehasha angosvika achirova vabereki vemusikana nemukomana anga achimuroora vese varohwa nepfuti. Vamwewo vabatanidzirwa. Pafa vanhu 5. Iye abva azviurayawo.

  • Share: