Content ipiko iwe netukirwo yawakaitwa naChihera kubviswa chimiro mickie akukura achazomaona malive iwayo nemukwasha wako tibvire Dza stress ka kufuma uchinyora matakanana iwayo.Tyra move on uyu imbiti murume asingade kushanda kudaroBut truth be told this guy has lost his dignity, even akati he doesn't care but chimiro semurume hasisina. Which men will not be bothered nepfekero anoita mukadzi wake, kuzunza magaro pavarume, nechihure chinotaurwa whether true or false but murume anotobatikana. It's either Ngoni doesn't love MB or akadyiswa zviri serious. His behaviour is not normal.Vanhu vanoti Mhofu haashande murikuzviwana kupiko imi iye aine company yake yefurniture. Zvimwe nyaraiwo mahatersInonaka hre nyika tine vanhu vanenge imi vanorwisa mereji dzevanhu kufarira madownfall evamwe munotongoti dai yaramba yakadaro nekuti kune vamusingade vabudire mungotambura zvakafanana