Friday, July 05

Nezera Rake Pashata Hopewell Chin'ono Ochema Ndiri Kudyirwa Musaga Ofumura

Ndiri kudyirwa musaga🤣🤣🤣Ndakamiswa nepolice zvikanzi munei mumasaga ndikati muneni 

Vakaseka zvikanzi darika hako tiri

 

 

 

 

 

 

kudyirwamo takawanda😂😂Musaga muri very safe garai zvenyu imomo😂Takawanda , zvatichafiramo zvichinzi privacy is power 

What the devil doesn't know , he won't destroy

Zvakaoma

 

 

 

 

 

😆😆😆Zvino makadyirwa imi ma investigative journalist nematsvagiro amunoita nyaya isu vana nhonga dzawa tinoitwa seiDyirwai musaga murizii ko iko kuzobuda ndokunei nhai 🤣🤣🤣🤣

  • Share: