Thursday, April 10

Ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinani

 

Ndopaunonzwa rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinaniMWANASIKANA wekuHopley Zone 6, muHarare – uyo

 

 

 

 

ana amai vakabuda mubepanhau reKwayedza nguva yadarika vachikumbira rubatsiro kuruzhinji rweZimbabwe mushure mekunge izwi rake rangoenda zvachose – akashaya.azorora mwana uyu mmmm RIP girl mmmm akatambura mwana uyu

 

 

Ndopaunonzwa

 

 

rimwe richiti hakuna varoyi kana usati wasangana nazvo kunyarara kurinani

  • Share: