FROM INBOX Honai zvatasangana nazvo paNandos yemuna Samora muHarare nezuro, green bomber inside. Vanhu ngavazive. Nandos iri pana Samora Mutare road,142 Samora Avenue. The manager offered us free meals and begged not to expose them.
You took the meal and still exposed them, iNhunzi yaManager here?? Nhunzi inongopinda payada, hapana restaurant isina nhunzi. Pamwe ndiwe wakatobva nayo kumba ukaiisa imomo, u cant be trusted. KuNandos tukutozoenda..