Sunday, September 08

Mweya Yetsvina ikakusona Mukomana Oita Accident Achibva Kutora BMW Nyowani Pa Carsale

Munhu uyu aita accident less that a minute achibva kunotenga 2024 BMW M2 Coupe yake iri worth around US$83,000 (R1,5 million)

 

 

 

 

 

 

 

Pamwe pacho hapana mhepo dzinenge dziripo, ringori dzungu, kusadzikamisa hana nokutadza kuDriver cheteLife had a lesson for him to slow and cool down, he just didn’t expect it to be this expensive

  • Share: