Sunday, February 02

Mwari Akausa Ketty Mulife Mamaitt Akagona Akaita Tioneswe Zvataisafungira Mukadzi Akaipa Moyo Chokwadi Chese Pachena

Mwari vanoisa vamwe vanhu mulife mako kuti vanyatsokuburitsa zvauri chaizvo chaizvo..Mungarambe sei zvikiti mugoita noise inengei asi chokwadi chaicho ndechekuti mungori in denial😂😂😂 .Mukadzi uyu ane hutsinye and magumo acho muchaanzwa zvenyu.Ketty ramba umire pachokwadi and senyika yeZimbabwe we thank you nekunyatsiratidza vanhu zvaari muroyi uyu.Ramba wakadzvanya Ketile.Zvimishonga zviya zvoputika.One munhu atonhodza kiti😂😂😂😂Dznagoonharo.

  • Share: