Tadzokazve mhuri yeZimbabwe tinotenda 👠nerutsigiro rwenyu.Amai vemwana ndataura navo vapenyu havana kufa asi mwana ndiye akangotanga misikanzwa yekutiza pamba.Ingoriwo misikanzwa yemateenagers zvekuti mai vakafa kunyepa hake kuti anzwirwe tsitsi ðŸ˜ðŸ˜
Akatiza musi weFriday akawanikwa nezuro Sat kwakutizazve.
Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs
Atori mwana wechikoro anodzidza achigara namai vake nevanin'ina vake saka amai vake vari kuuya kuzomutora mangwana.
Ndataura zvakare nagogo vake vakataura zvimwe chete kuti mwana aitotsvagiwa anga akatiza kumba ðŸ‘Tinotenda nerutsigiro rwenyu nguva dzese.Mwana uyu akazorara ave mumaoko amai vake .
At 23:00 vakauya muJoburg CBD vakamutora saka ingoriwo misikanzwa yemwana ari kukura amai vake havana kufa sekutiudza kwaanga aita ðŸ‘
Amai naGogo vemwana vese vari kuda kukutendai nezvamakaita mwana akakasika kuwanikwa ari mupenyu â¤ï¸â¤ï¸â¤ï¸#Inbox
Ndauyawo kwamuri mhuri yeZimbabwe,pane mwana wandiinaye pano izvezvi aunzwa nemasecurity guard pano pabasa pandiri muJohanesburg CBD nekuti vanzwa achitaura Shona.
Mwana uyu anonzi Shaniqua Muriri ane 16yrs anoti anga achigara kuOrange farm kunova ndiko kwaaigara namai vake vakabva naye kuZimbabwe muna 2022.Amai vake vakazoshaya vakavigwa muno uye hapana hama yakauya kana kuziva nezverufu,amai vemwana uyu vainzi Nyasha Kanenungo uye hasi kuziva kumusha kwavo.
Baba vake vanonzi Givemore Muriri uye gogo vake vakazvara baba vanonzi Shumirai Muriri vanodzidzisa paSt Mathias Tsonzo uye kumusha vanobva kuDangamvura.
Kana pane vanozivawo dzimwe hama dzake tibatsireiwo.Kubva zvakashaya amai vake mwana uyu anga achigara nemaSotho achiita upenyu hwekuti pano agara.Izvezvi ari kuti anga aenda kuVereeniging kwaanga achifambira basa azopihwa R50 neumwe munhu anzwa tsitsi ndiyo yaazouya nayo muno muJoburg.Masecurity amuonawo vakauya naye pandiri.
Batsiraiwo mwana awane hama dzake haana kana kwekuenda muno munyika yevatorwa amai vakafa pasina kana hama yavakamuratidza.
Info News
Business Financing Options
rn - Supporting Entrepreneurial Growth
rn Business financing plays a crucial role in helping entrepreneurs start and expand their operations. Access to funding allows businesses to invest in equipment, hire staff, and scale effectively. Many entrepreneurs explore options such as small business loans and startup funding. rn
rnrn
Before securing financing, it’s important to understand repayment terms, interest rates, and eligibility requirements. A well-prepared business plan can improve approval chances and ensure responsible use of funds. Proper financial management helps businesses grow sustainably over time.
rnrn
rn
Family Immigration Lawyer: Bringing Loved Ones To The United States
A family immigration lawyer helps U.S. citizens and lawful permanent residents petition for eligible relatives to come to or remain in the United States.
rnrn
Family immigration cases may involve spouses, parents, children, siblings, fiancés, and other qualifying relatives.
rnrn
The process may include petitions, visa applications, affidavits of support, interviews, medical exams, and background checks.
rnrn
Marriage cases often require proof that the marriage is real. Evidence may include joint leases, photos, bank accounts, insurance, messages, and affidavits.
rnrn
Delays and mistakes are common. A lawyer can help prepare a complete application and respond to requests for evidence.
rnrn
Family immigration affects real lives. Legal help can reduce stress and improve organization during the process.
rn